Ngwere Diki Ochema Ndakaimba Mukaramba Kundibhadhara

Ndinoziva background yekwandinobva and ndosaka ndichiita zvinhu zvangu neshungu ndoda kuti kumba varare vadya ??? ndobva ndauya kuShow kwenyu mondinyima mari yandinenge ndaimbira ??? Mwari ave nemi ????

  • Share: