Tuesday, May 07

Nomathemba posh Onzi Zvekupfeka Zvinomunesta Ndiye Ega Anga Asina Kuchena Kumaroora Azondwa

🍾🍾🍾1

 

Mrs 'Moet' 💯💯💯

 

Mai inoda 'mweti' iyoyi nyararai zvenyu, kana usingadi kupedza nguva uchiitsvaga pamaevents ingonanga paMweti 🤣🤣🤣Haushayi 🤞. But bho here kuzoinyimawo chifiga belt chekuti ibude hour glass shape sevamwe vese, chiiko nemi anaZozo nanaBuhlinda shuwa Nomathemba kuita kunge hanzvadzi yababa iya hombe inogara paruzevha inodya sadza katatu pazuva ichiseredzera nemahewu, snack chiri chibage chakagochwa yozopedzisira nemutakura wenyimo nenyemba zvayo! Chii chakadaro dhirezi kuita kunge mugomo, no dart , no gather, no elastic , detail zero! Munhu waKwini nhaimi? Ndabatikana zvakanyanya mufunge😥

P/s

 

C Section musazvinetse, uyu anozvipindurira ndomuthemba🤞ndimi hunyakwese futi ndakuonai vamwe venyu mukati umu tokuzivai muchimurima zvekudaro. Itai order handiti. Kwanai.

  • Share: