Not trucking related but this is very bad !
Vakomana veform 4 kubata mwana weForm 1 musikana chibharo kusvika azviitira poop, vachitora havo video!
Where’s humanity?
ZRP NDOTEMBA NEMI.Vanhu vakwanisa kuona video makasimba moyo ...ini nekutaurwa kwariri kuitwa I can't watch that video I have daughters..it's so painfulTogara kuzvitaura kuti ma2k mazhinji acho mabharanzi muchiramba, zvino ungati uchiita zvinhu zvisina basa kudai kwava kutozvitora photo? Muchidimbu vana vakazvarirwa muma hardships aMugabe nezanu pf yake havana kukwana
Handiti makaisa mutemo kuti vana vasarohwa kuzvikoro nekudzimba muchiti its abuse zvino ndezvipi.Ndaona video rachol that. Camera wasn't clear like ma photos atakuona aya AI ikati unonyepa Rega tiite kutii nyika ikuone hanziii tirimauto zvinhu zvchol