Tuesday, April 16

Patricia Jackie Unosvikepi Uchinanzva Mukosho Wa Tyra Iye Hatisati Tamboona Achikuposta Or Jutaura Nezvako Sisi Musazvinyadzisa Tsvagai Basa

Handisati ndamboona vachpotswa kwamadam boss Ana Patricia chero paakita Award or pakaita birthday meaning ndiye akutsvaka hushamwariTsvaga basa unosvikepi uchinanzva mukosh waTyra.Wasuwa kumukira nyama kwaMura ka.ndosaka uchiita kunge zidhamu dhamu pama tik tok ako nxii

  • Share: