Popular Entertainer Arohwa Mbama Kokutofa Aimba Uyu

We are saddened by the passing of Dangamvura popular entertainer, Herbet This man akaimba pakashaika mwana wangu achindinyaradza shame mhsrip

 

 

 

 

Ashaika nhasi Kuma 3pm zuva rodoka after having an argument pa Boka neumwe murume, ndokurohwa mbama kwakunotemera nemusoro ndiye Sarai

 

 

 

 

RIP?️Mbama=15+years . Shandisai maoko kudya sadza nekushandira mhuri izvi zvekurova mumwe munhu unotora ngoziNgozi inopedza dzinza nekuda kwe mbama here srs....munhu anenge ava padhuze nekufa Satan oku shandisa as a catalyst to speed up

 

 

 

reactionBamukuru vangu mafa rufu runorwadza ,maive munhu aitifadza nguva dose always joking zvenyu. Pandanzwa shoot rerufu ndabva ndangokuonai mumeso angu muchiridza muridzo wenyu kuimba soing "mutanda webhasikoro" zororai murugare haaaa tarwadziwa semhuri

  • Share: