Richman Goneso uri duzvi ungamitisira mwana wangu wotiza kwauri ikoko urimbwa isina chinomira ndikakuwana ndokuuraya wakafongora iwe wapedza kumitisa mwana wangu wondituka kut mwana wangu pazvese munhu mukuru kudarika ini ..iwe ndiwe munhu achamama ugare kwauri ikoko
Ko mwanavangu aitaseiko . Pavainyengana maivapo here . Zvimwe mazuva ano hazvidii kudaro . Tomirira mwana wenyu obatsirwa toenda kwaTenashe Mugabe zvopera . Kwete kuuya pavanhu kudaro. Ko mangwana mukanyara matoka munhu kudaro . Takaona chinomuva touya naye ikoko.
Pauline Madongorere iye achimbofambireri akabata chiweti chake ngaawane chomuwa idafi remunhu muchimirira kuenda kwatinashe kana mwana azvarwa anenge achitenga ma cravings ndian daisiriyake asina kutizazvee nemiwo mongonyarawo pamoenda kwamugabe kwacho kamukono ketsambarafuta kanongofamba kachitungidza pose pose