SAD Madzibaba venguwo tsvuku vakanzi vapise tsvimbo yavo nevanhu veDudula.

SAD? | Madzibaba venguwo tsvuku vakanzi vapise tsvimbo yavo nevanhu veDudula.Muchinda wehondo akati zvionerei ??Vanhu veduzumani ava hameno havo. Ini ndototya chero kusangana navo vanhu avo manje iye ovapisisa zviro zvavo?Ndipo paunoona kuti ndezve Fake vakadii kuratidza

 

 

 

 

mashiripitiKo mweya hawuna kunge wavawudza here kuti zvichaitika izvi , varume ava so , you end up usingazivi kuti vanowona.zveshuwa here or not. ??‍♂️???‍♂️Ndeve fake vakadi kuita zvinotyisa zvinoda kufumurwa ????

  • Share: