Monday, May 06

Video Mhosva Otsanangura Zvakaitika Ne E-Creator Nyaya Yekubiwa KweMari Dzevanhu

Kana vanhu vauya vachitaurawo side ravo tinozvitenda.Ndiko kuti Influencer uku Mhosva..👏👏Welldone for addressing this E Creator issue and waita basa nekuchenesawo Madam Boss.Sorry tambokubhombai pano asi hatichade mbavha.Next time itai due diligence.MADAM BOSS and MHOSVA you are now cleared nezveE Creator chiregai timbofokasa nezvaMudhoto Joey dzanga dzawandisa nyaya dzacho dzehutsotsi zvanga zvaneconfusion.

 

  • Share: