Yaah kunevaroyi pasipano Vanoziva mukadzi uyu please help asungwa chii ichochi

Yaah kunevaroyi pasipano Vanoziva mukadzi uyu please help asungwa chii ichochi

 

Ini ndamirira pekuti bata moto ????????Madhayarizi vachamutengera ma Grocery ?Ndaverenga ma comments ndisati ndavhura video ?handina kutombovhura hangu moyo wangu hauna kusimba panyaya dzevana idzi ndingatadze kurara?‍♀️

 

Muroi uyu ngaabatwe aende kujeriPlease vanotora mavideo just take small part ye evidence chete mobatsira mwana kani why would you keep in recording mwana achipiswa nxaaaaaaa

 

 

 

 

zvobatsirei mwana akuvaraAnotora video rakadai ngaasungwe futi nkt anenge achiona mwana achiitwa zvakadai akangobata camera???? moyo wekubereka makaisa kupi vanhu vaMwari

  • Share: