Sunday, May 19

ZEC Itai Vanhu Va Vote Mushe Zvekuti Hakuna Ink Zvazodai Rave Drama Tinogara Kusvika Zvauya Tavhota Zimbabweans Not Happy Check Zvirikuitika Kuma Centers Aya

ZEC why honestly MOTi mapaper anopera na8 pavoter vanhu vangani nhy Ko hamuna kutarisa number yevanhu vakaregister hre so 7 dzikakwana tisati tavoter muchaita sei nesu mbavha dzenyika uuuum musadaro Harare veduwee

 

 

Foreign observers naiyo SADC yenyu yogozopa report kuti elections were free and fair pakadai. Vakomana kaaa. Musadaro imiZEC itai zvenyu nhau yekuvoter kwevana veZimbabwe kufambe mushe imbomirai mahumbwe haadi pazuva rakakosha ndozuva rekutaridza kuti makarongeka makaenda kuchikoro izvi zvamunoita zvinotaridza kusadzidza mabasa acho makapinda sieko nhayi imi cy kuudzirwa zvekuita pabasa renyu

 

 

Same with Bulawayo, Nkulumane hakuna ink... Sei zvisina kushaikwa kunana Uzumba... Now people will give up vodzokera kudzimba... Imagine less than 100people vakwanisa kuvoter.. but tozonzwa kwakunzi Harare kana Bulawayo 101% voter turnup and voted in favour of Zanu pf.... Maballot papers ariko asi akatoiswa maX kare...Isu takangogara hatina kana kumbomaona kuti akaitasei tarisiro yekuuya kwawo ZEC vacho varikutoti hatiziviwo kuti zvichafamba sei

 

 

 

 

Same here in Bulawayo we are not yet started to vote since 7:00 nenyaya yema paper avooWe have already lost it😒😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper πŸ“„ vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haaaa shem Zanupf Mwari ave nemi chokwadi

  • Share: