ZRP chasing after makombi Atsika Mukadzi Uyuu

FROM INBOX | Hi Crime Watch and thanks for the wonderful work you are doing.

 

ZRP chasing after makombi caused commotion with high speed kombies putting lives at risk. This lady in the video was almost run over and she lost her bag which was hooked and dragged by a kombi evading police.

 

 

 

Police officers in Uniform taunted people and laughed while she sat in pain and they left.

 

Thanks to well wishers who took her to hospital and one young man who is around 18-21 years old who gave her $5. 

 

Is this the kind of police we want, one that shows no regard for human life?

 

 

 

!Porisi yedu kumbavha havachina skills but zvemuroad vachitora mari haaaaa ishasha vese vave ma traffic cops vese zvavo so MuZrp wembavha tobatsirwa nani chandoziva nyika zhinji traffic officer wear different uniform nepolice and mota dzavo kama mabhasikoro moto bikes zviri brended kuti traffic polices not mahumbwe avari kuita vese mapurisa kuti uzive system yacho its upside down dai vandipa department iri within 1week zvinenge zvanaka police wekanzuru kwake 

Police zrp kwake kumhondi nembavha GBV etc 

 

 

 

 

Traffic cops kwavo 

Simple not mahumbwe aya nyika ikudonhedzwa nevanhu ivava muma streets not Vari kumusoro pamwe pacho havatozvizive koz vakuzviita vanoita hutsinye vakanyarara and zita roshata ndere vatungamiri asi team iri paground ne public vachiita zvoshura check zvakazoonekwa nemukuru ku Parerenyatwa all these years vainzi all its goodest vega vakati regai ndisvikepo vakaona mashura now pakuitwa plan fast fastI think it's high time for

 

 

 

Zimbabwe Republic Police - ZRP to action on such individuals because we expect Police to be the first to assist it's civilians in such situationsTichapedzwa nepolice isu Kuti vaudze chihurumende chavo Kuti vari kutambura havaiteVakutorarama nemota dzevanhu road yese ndivo chete mbavha chaidzo tanzwa

  • Share: