Vakomana vavashungurudza vagari vemu Hatcliffe nekuba pamwe nekubata ngudzu vabatwa asi vamwe havasati vazivikanwa. Vasungwa ava
vanosanganisira Ghost, Meredz, Master, Tsokode, Ignite, Gary, Caphys, Tadiwa, Tinotenda, etcVanhu awa vakungoda mob justice kutyora gumbo chete
mosiya zviendeSometimes i don't blame them kushaya mabasa nyika yedu yatirasa amana asi dai vatsabvungwa rangu areas Glen Norah vese vainoita kafira mberi mbavha hatitambise