Videos

PHD Ministries

  • February 03, 2026
  • 342

Bully Ramamiswa ku Private school

Harare yakamuka ichishamisika mushure mekunge monya weku private school anonzi akarohwa zvakaipisisa achipomerwa kufendesa mwana mudiki. Nyaya iyi inonzi yakabuda pachena mushure mekunge vabereki nemunharaunda vapihwa mashoko, zvichikonzera hasha nekupesana kwakapararira nekukurumidza. Vanhu vakawanda vari kutaura kuti vana vanofanira kuchengetedzwa nguva dzose, zvikuru mumapoka avanovimba nawo sema school.   Mapurisa anonzi ava kuferefeta nyaya iyi, ukuwo chikoro chiri kutarisirwa kutsanangura zvakaitika uye matanho ariri kutora. Nyaya iyi yakonzera outrage pasocial media, vanhu vachida justice uye accountability. Vabereki vari ku...

  • February 03, 2026
  • 3914

Ladypee Wenyika Voratidza Chikiti Chese

Ladypee Wenyika Voratidza Chikiti Chese . Zimbabwe yadirwa sugar  ...