Videos

PHD Ministries

  • February 22, 2026
  • 28

Kunyadziswa Harare Man Proposes Buys Benz For Girlfriend She Says No Never

Kunyadziswa Harare Man Proposes Buys Benz For Girlfriend She Says No Never . The man was ambarrassed he bought a Benz and ring but the girl said never . What's the girl explaining why she said no on WhatsApp  https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39   ...

  • February 22, 2026
  • 973

Video Amai Vachirohwa Hanzi Makaba Cellphone

Amai vamuri kuona avo vakaunganirwa nechita chevanhu vakasungwa maoko nemakumbo newaya, havasi kugona kutaura amai ava vakange vakavharwa muromo nemadhende uku vachirohwa makumbo avo nemusana   Mhosva yavari kufira ,mwana wavo musikana akaba phone ? then ndokuchizonyepa kuti phone yakabiwa namhamha but havadi kutaura,Izvi zvakaitika kwaChilonga kuri based Shangani tribe pedo nana Chikombedzi tabuda muChiredzi i hope makuziva. Video WhatsApp  https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39 ...