Serious head on collision pa 10km pag along Zvishavane Masvingo way
- Oct 15, 2026
- By Admin
Serious head on collision pa 10km pag along Zvishavane Masvingo way area ye CSC please check out wth your relatives ...
HARARE — Mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) abudisa yambiro uye ari kukumbira ruyamuro kuruzhinji rwese rwungave neruzivo rwungabatsira kusungwa kwevarume vaviri vanova vanun'una nemukoma, Tinei Chiripapa naGeorge Chiripapa. Varume ava vari kutsvagwa nekuda kwemhosva dzakasiyana-siyana dzekuba nekushandisa chisimba (robbery) pamwe nekuponda (murder) idzo dzakaitika mumatunhu eKadoma, Chegutu, pamwe neNorton. Sekureva kwemapolisa, varume ava vanoshandisa surname yaamai vavo yekuti Chiripapa, asi zita ravo rechokwadi remucherechedzo wemhuri ndiMawarire. Mapurisa arikukumbira munhu wese ane ruzivo rwungabatsire kukusungw...