Videos

PHD Ministries

  • April 22, 2026
  • 445

Zimbabweans We Tried Senyika Mukomana Auraiwa

On Sat hama dzemukoma ava dzakakumbira rubatsiro kuti havasi kumuona since ayenda kubasa akasadzoka only today ndipo pavazoudzwa kuti akashaika the very same day akaita zvekub@yiw@       kuPretoria ???? very sad ? ? ? guys kuti hama dzinozongonzwa kuti atova kumochari ?????????But sometimes we blame South Africans but vakomana vekwedu ndovarikuuraya vamwe honestly       Zvakaoma ndofire rakaita bmkru vangu vakabaiwa nebanga ku Pretoria ikoko musi we Saturday ,,bt vainzi vane shamwari yawo yavanga vanayo vakabaiwa vese kusaziwa kt ndiye ere uyu,,kna mumwewo zvake???????? ...

  • April 22, 2026
  • 1594

Mashura Musikana Wekuma Avenue Awana Roommate YakaKecha Akadyisa Customer Bota Pama Steps

Mashura Musikana Wekuma Avenue Awana Roommate YakaKecha Customer Bota Pama Steps   Vasikna Ava Vano Sheya 1 room saka kuti mari iyende Nekuti Hapana base angofongora muface Akadya Zvinhu .   video rese ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39   ...