Mbavha Yabatwa Ichiba Pa Spar
- Mar 02, 2026
- 24
Mbavha Yabatwa Ichiba Pa Spar . Yayedza kutiza nepa Window . Yaita Stuck Ikarohwa magaro. Zvakaoma Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39 ...
Mwanasikana mu 2k arikurwa naamai vake mushure mekumuwana akamira pa line re touchline panotengeswa muviri, vakasvika vakashatirwa kwazvo kuona Mwanasikana wavo mumwechete wavaida nemoyo wese so mwana instead yekutsiurika akabva atanga kudzorera amai vake pamwe nekuvaudza mashoko anodzimba moyo . Video check pa WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39 ...