Mapfupa emunhu akafa owanikwa Pa Ezekiel Guti University Bindura
- Dec 01, 2025
- 136
*Mapfupa emunhu akafa owanikwa pedyo neTimsite neZegu* _NaTabeth John_ Muchiitiko chinotyisa nekusuwisa zvikuru chasiya vagari vemuBindura vakabatira hura mumaoko mumwe murume akawaona mapfupa emunhu mumunda wake apo iye akanga ari mubishi mekusosa . Patrick Musa uyo ane makore makumi mana nemapfumbamwe (49) wekuChiwaridzo akanga ari pakati pekukura munda wake uyo uri pedyo neEzekiel Guti University ndokuona shura rakamuvhundutsa rakanga riri pakati pemunda, mapfupa emunhu. Panzvimbo yakanga ine mapfupa pachiratidza kuti pakamboita moto sezvo pakanga pakatsva. ...
Hey Although paJamtree apo ?Stunner s voiceMunhu anobata anondibhohwa iniMambonzwa hre kuti zvave kusungisa Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029VbCCsfy4o7qRozfVkM0h izvozvoUyoooo akubata akuda kuzokumbira achiti ndini ndandichibata kkkkkporisi inosunga manje mobuda nxt year ana sisInini munhu anobata fight anondimara rough ...