Maitt The Most Liberated Prisoner Munhu Anongobuda Paadira Mujeri Sei Hama Dzedu Dzisingabuditswewo Zimbabweans Complaining
- Oct 04, 2023
- By Admin
Zvimwe zvacho unoshaya kuti chii chaizvo. This man akawana basa ku cruise ships zvakanaka after iye nemukadzi vatengesa property yese kuti murume aende kubasa ku USA. After aenda he blocked the wife now ava kunzwa kuti murume raped several woman mu cruise ship imomo. Chii chakadaro kukwira denga kunosungwa kunyoka yevatorwa. Apa haana ku raper one zvanzi vakawanda vaita come forward Nyere murume mukuru ngarigare mujeri sichupeti ipapa atovharidzira vamwe basa Haaaaa unozvibvunza kuti asi tirimudende here rakasoserwa mihwa shumba nyoka nez...
kuzoti vatisingazivi magirlfriends ake nemasidekick....Kotikazoisa dynasty yababa chatunga yaiti vana sisi vese, vazukuru vese Ma cousins,etc etc tazvijaira wots new🤣🤣 Africa nevatungamiri vayo bodo🙆🏻,Vavakidzani voita meeting yekusimbisa hukama pakati penyika mbiri idzi kuAmerica.. Team iri most their time vanoswera vachituka western countries vachiti mawestern countries arikuda kupamba nyika dzedu ....kunoita meeting yekusimbisa hukama munyika yemhandu .....maboora ngoma aya. ...