Baba veSadza vadzosera Bruno Furniturez 100 usa yake

baba veSadza vadzosera Bhokie $100 yakeBreaking News Baba veSadza vadzosera Bruno Furniturez 100 usa yakeUyo wamunoti Bruno muri kumusekerera too much it's high time amiswa or else ndichamumisa ndegaZvakaoma zvimwe tinoda kutarisa kuti uri kutaurira zera ripi. Ini hangu

 

 

 

hazvina kundibata mushe zvataura na bruno kuti mudhara we sadza makadzokera ku community muchinoti ndakupai 100 dollars maida 200 kuti ndiri mwana wenyu here ??????????Ini hangu pachezvangu kubva ndine 1 gumbo ndisati ndatenga Artificial leg ndakazviudza kuti ndofanira kushanda ndiwane Mari chandakaziva vanhu vepa social media vakawanda havabetsere nemoyo wese vanoda ma views nema likes ndosaka muchiona vashoma vanobatsira off camera kuitira muone nokuisa comments and

 

 

 

 

 

vachitora munhu azivikanwa kare nokuti ndiye anenge ari pa hit nguva iyoyo dai vane moyo yakanaka nemapiro avo zvirema zvakawanda dai zvakatanga ma business vachibatsira asi vanozvisiya vomirira arira ndarwadziwa panzi Baba vegumbo 1 kutuka kwakaipa ini ndikazvitaura ndega mukufara bhoo bt zvikazotaurwa nemumwe achi addresser nyaya ine kutsamwa kutuka kwakaipa I love Bruno zvokudaro bt pakuti baba veGumbo 1 pandirwadza kusvika pamoyo and guys handisi kushora asi vamwe vakaremara zviri Nani seni zvokugurwa 1 gumbo

 

 

 

 

ngatizamei kutsvaga light job tizviriritire pane kutitukisa ne condition yedu yatisina kusarudza tega better kutambura ndichidya zvandashanda pane kubatsirwa ndoshambadzwa pa media nyika dzese dzichiona nokunzwa ini hangu ndofa ndichizama kuzvishandira rubatsiro rwemhando dzandiri kuona ngarundipfuure???

  • Share: