Ma Zimbabweans kwanai mhani ko kuitira musango ndokudii apa nemukadzi wemunhu. Apa mhere mudondo imomo ko mukarumwa.

Haa imi Ma Zimbabweans kwanai mhani ko kuitira musango ndokudii apa nemukadzi wemunhu. Apa mhere mudondo imomo ko mukarumwa. Vanoda video isa like wocheka inbox yako zvakaoma

 

 

 

 

Someone nezuro akaisa post of this same car achiti brother yake yavharwa Samsung ultra apiwa futi mari ine ma bond mukati.Haaa now vanobatwa zvavabuda ma faces avo

Mbavha ngadzimisweMudondo munonaka wena uchimbopota uchitsikirira twumunzwa wosumukira

 

 

 

 

,wombotsamhira dombo mombozorora uchipepewa haaaaa unogona kutoramba mumba kaniBuda muzvinhu zvevanhu iwe.Ukunyanyoronda rudo rwevanhu zvadiiKo ivo vanotevera vanhu kudondo ndivananiko vanhu vaenda kwaka hwandika kuti varespect padzimba dzevanhuMusango ndomunoita

  • Share: