Social media news outlets report that President Mnangagwa declined to provide military assistance to South Africa to secure its borders and prevent illegal immigration. He cited his disapproval of Zimbabweans entering South Africa, Botswana, Mozambique, and Zambia without proper documentation, but stressed that border control is a police function, not a task for trained military personnel.
Thank you Mr President, hakuna baba vangaramba vakanyarara pamusha ivo vachinzwa kuti vana vavo varikuita musikanzwa.Vana hapana misikanzwa iri kuita vana asi chirikuita kuti vanhu vatize munyika mune hurombo hunosemesa vanhu kutambura munyika mavo nzara mabsa hamuna zvichingonzi ramba urimo kusvika vagadzirisa mapepa utoona kuti zvirinani ndite boderjamber ndinotsvaga mari kunedzimwe nyika ndiriritire mhuri yangu ndozita passport ndaweikoko
igoti passport yacho kudhuriswa apa vanhu vachisupika dzimwe nyika ma passport akachipa us 20 vatowe ne passportDzikisa mutengo we passport mukuru vana vabatsirike kufamba vaine magwaro akakwana.170US its not a joke while the majority of countries their passports jst 500rands.God hv mercy