Pane vanhu vakagarira mhosva dzavasina kupara chokwadi mai ava vanobva kuGokwe paHalfway kwachikuni, it seems vakapomerwa mhosva yavasina kupara
Varikunzi vakabata mwana ane 8yrs mukomana chibharoo asi mukubvunzwa she seems to be innocent
Vati ivo murume wavo natezvara vavo ndivo vakavasungisa kuti vakaR€P@ mwana
So touching story because vanoratidza kuti varikushungurudzika chaizvo she is 23yrs old but iiiiii zvakaoma guysZimbabwe havazivi musiyano wemunhu ane mental health ne munhu apara mhosva this lady needs to be taken to a mental institution not jailNyaya yekunzi "looks innocent" iyi munhu wese achabuda mujeri gore rino ?