Komwana akudaidzira kuti ndabaiwa bamunini ivo varikungorova zviriko here izvo?
Bamunini avo iduzvi rema guava mxxxxm chii chavanorova mwana kunge vane ngozi mxxxm zvichiri zvekuranga mwana herePolice pliz batai
munhu uyo mumbomuvhariraAah izvi zvave zveutsinye ini kana ari wangu musarova udzai mwana arongedze aende ku mukomana wacho not kuponda kudai dzimwe dzava shunguMunhu ngabhadharirwe fees yekunodzidza kwete yekunogara musango nemabhuza akafoira chikoro
kare Dai marova nebhuza racho rakagara pasi iro ,,, kakamitiswa Kane konzwisa tsitsi kakurambwa nemabhuza asirikuenda kubasa Aya ,,rovai munhu apinde mugwara hatingatarise future yemwana ichirasika in the name of rights,,,ma rights moma practiza ku America not in Africa