Aita Tsaona Nemota Ya Wicknel chivhayo Comedian Mukuru Ochema

Dear Sir Wicknell chekutanga ndinotenda Mwarii akatipa imii pasi pano ndini mwana wenyu Freddy manjalima kapfupi ndinotenda nemudziyo wamakandipa baba makabatsira zvikuru uye raiwa badza rekuti ndiwane kusakura uye ndiwane

 

 

 

 

kufambisa kuenda kumabasa kuti mhuri dzirarame asi mhepowo dzekumusha kwatinobva dzisingade kuona chakanaka pamwana washe dzakapindira ndikasangana netsaona Mota ikadhumwa ikaita beyond repair musiwa 23 December last year. 

 

 

 

 

BABA zvinonzi mwana asingacheme anofira mumbereko ini ndachemawo kwamuri zvakare Baba kuti handisisina chekufambisa Baba mwana wenyu ndinga kwirawo makombi futi muripo here Baba ndinowimba message yangu inosvika kwamuri Baba wicknell

 

 

 

 

chivhayo ndatenda.🙏🙏How do you sleep at night calling somebody younger than you or your agemate 'baba'?Comedian Kapfupi asks Sir Wicknell for another car after the one he was given was damaged in an accident

  • Share: