Asi nhai vabereki kana uchitobhadhara maThousands for boarding yakadai

Asi nhai vabereki ndachinhongawo kana uchitobhadhara maThousands for boarding yakadai kuda kunzi mwana ari boarding here kuda kushamisirira vamwe kumaraini iwe wakanda mwana

 

 

 

 

kuchirugu chasatani kudai tisati taenda kure ko health wise zvayo totizve ko safety zvayo hayi hayi zvizhinji mhani heee watobhadhara do u think it develops recently vaisa mari muhomwe here motiwo kudii

  • Share: