Ava ndovari kutsvagwa vakatizira zim from Capetown vaka repper mwana wavo kakawanda

Ava ndovari kutsvagwa vakatizira zim from Capetown vakarapper mwana wavo kakawanda akaita nhumbu vakamubvisa .Varume vakadai don't deserve mercy at all kungobata vovharira mujeri makey mokanda museaHe looks very evil in his eyes.

 

 

 

 

Munhu kujeri.I know this guy taigara same area mbanje aidziwanza haaa benzi rababaVaripo vakamirira kumamira munzira vohwanda kuti panongedzwe vemunyama .Zvichida mwana akamitiswa hake nevachenjeri zvongozonzi ndeava .

 

 

 

 

Mwana aichengerwa naBaba vachiona mafambire ake , Mai vachiona izvi havana kufara nekuti vaiziva kuti mwana anozivavo zvimwe zvivanzwa zvavo . Mwana ndokupfimbiwa mukutamba

 

kuchikoro akapiwa mimba Mai vachiziva , yakachinjwa nyaya zvikanzi baba sezvo vaichengera mwana ndivo mubhinyi wemwana nekuti mwana aisawana nguva yekubuda pamba kana abva kuchikoro. Batai Mai murove vanoziva nyaya dzose.

  • Share: