Baba Tensen Nhai Mwari yoyoooo

Baba Tensen Nhai Mwari Mhanyai kwa Sis Melly kune vanhu vakaisirwa Chidhindo chepa Clinic pa Passport na Baba

 

 

 

 

 

TensenVanhu havanzwi ndatomboona umwe achivatuka mucoment section achiti topa munhu watoda mapssport edu apa vanga vataura nyaya yekuti siyanai nekupa baba Telcen mapassportI blame the people cos everyone just trusts ma ferebhu for no reasonPassport chimbori chinhu che

 

 

 

 

kuti upote uchipa munhu here maZimba zvimwe zvinhu potai muchiita moga.Mumwe achafira mujeri.But munhu unopa munhu akaita sababa Tensen passpprt unenge uchida kuedza kuita sei chaizvo .Ivo vanhu varikuvapa maPassport ndovasina kukwana

  • Share: