Friday, May 17

Bee Wezhira Munhu 1 Here Uyu Otyisa Vanhu Asina Firita Chokwadi Dai Arambidzwa Mafiltr Aya

Upenyu hwemanhema nhema vs upenyu hwechokwadi 🤣🤣🤣🤣🤣mwari muchauya riini vatadzi varikupanana puresha pasi rino

 

 

 

Ndiye here veduwee kana kuti vanhu munongonyebawo.apo akuita kunge munhu anorwara pfungwa.Firita ndicho chimwe chinhu chikutirambisa type dzedu tichiti takanaka

 

 

 

 

 

She confirmed her health issues, arikurwara she definitely not herself. I think her trying to be strong pasocial media apa achi receiver ma negative comments it's too much for her😢😢😢

  • Share: