Hee zvekuyimba hazvisi zvake Chy chakdaro nhaimi 🙌ðŸ»ðŸ™ŒðŸ»ðŸ™ŒðŸ»ðŸ™ŒðŸ»ðŸ™ŒðŸ»kana Dorcas wamakamaka arinani kokuzoda kuyimba gospel ndakaseka ahh akakundikana musikana iye akati munhu akaita tumaskirts anenge akutoyimba ndianiko 🙌ðŸ»ðŸ˜ðŸ¤£ðŸ˜‚😂🤣🤣taiti mashakada afa izvo kupi amukira pana bee iro zi bass ungati amedza gitare ramachesoChokwadi chakanaka inini l don't hate Bee, Mufundisi avo hndinyatsovazive but zvekuimba siirai vamwe pleaseIwe Bee madii mangotinyarawo zvekuimba hazvisi zvenyu ndapota dzokerai muite zvamaingoita kare…
Level to level kudii muchinge vanhu vakadzipwa mukuda kusvotesa anani musingagone kuimba