Long-term solution kugadzira ma roads, dual carriageway.
Panekuti maChina apaze makomo vachienda nawo, gvt must embark on major road construction projects kwese kune maroads arimujinga megomo.Ma china aripo pa side peboterekwa vachipaza nyika tsveee. Kugadzira road zvivanhu zvisina makotsi izviCrane crane crane!😒
Machinery ikushandiswa kuputsa ma illegal stands akabhadharwa ne vanhu ngaiuye apa vabvise truckBut vaifanira Kuita plan yekuti incase of emergency like this dzimwe mota dziwane a way to pass or kuvhura imwe road in case of this ika bloker so that people can use imweHanty ma vhura here so 2 people only to control traffic manje mese moungana pa scene ine 1 lane
Dai patomira munhu ne sign ne reflector ye mine Iya
Pa turn off ye unki uko umwe ku musoro kwegomo pa first school Iya uchipinda shurugwi done coz ma vhura kare pano kwana motor 1 at a time apo