Hanzi vana vari kunhuhwa weti Bruno usadaro asi🤣🙌
#reelsviralã‚·Weti yei ukwane mudhara iwePfutsek iwe Bruno wadii kuva udza off camera imbwa yamaiKana vachinhuwa wet munhu ngaudzwe
Murume mkuru ungakanuke weti yetucheche itwotwo ndomanyemwe asina nebasa rese.Weti inonhuwa guys especially yemupamper
yasangana nemachemicals anogsdziriswa pamperUuuuuuum zviriko here izvozvo miswai imiIni handibate mwana anotsvina aaah imi munoda kuti masofa ake Asare achinhuwaYes it was very necessary, haana chaambotadza anga achitotaura navo zvakanaka hapana atukwa.
Kunhuwa kweweti yanga itori problem yaanga achitoda kunzwisisa kuti sei vana vanga vachinhuwa weti yacho and she said mapamper evana akapera vakatowana rubatsiro rwacho. Iwewe unongoona zvakashata pese. Unoti muchazvirega zvekubatsirwa naBruno kuti iwe unovabatsira here? Miswa iwewe.