Hai Hai chiii kabenzi kechikadzi udakuura vana vani nema drugs xhaaaApa phone yayakadzima ska aitaura nami?????
kuti akutorewa mapikicha vanhu vanofai ngavasungwe vanotikuvadzisaVanoda kusungwa vanhu vakadai kuda kuti shatisira zita
renyikaVanhu murikuti arikda kuuraya mwana waani musinganzwire tsitsi driver uyo 10 years dzaanopiwa abatwa nawo ma drugs iwayo pamwe pacho vanhu tinehutsinye ko kutaura chokwadi kuti munei driver kana abvuma ega otakura achiziva