Chihure siyai vanhu unofira Mahara Asvikirwa Ne Chikomba

Huyai muone akapondwa uyu mushure mekubatwa nechikomba haaa pakaipa ndati video is coming ???Chihure siyai vanhu unofaHaaa kuhurira murume wako hakuna kumbonaka asi, she got what she deservesIpapa kubvunza

 

 

 

 

murume haana kana kuroora guys kana murume akaroora hatomborovi kudai anoziva kwekuenda nenyaya yakeHahahha kutovera munhu chake here veduweee hahahh varume dzidzai

 

 

 

 

kuregerera handiti chakasiwapo here aaaah kuuraira munhu chinhu chisingapere ummmmmmm muchinamatirawo vakadzi venyu vasapinde pamuedzo ndisataniIye muridzi wemukadzi aitoti ndine mukadzi ane tattoo pachidyaaa

  • Share: