Chinese vavakuzvinyanya manje Zimbabwean Man Apondwa

Izvi zvivanhu izvi zvakutotijairira munyika medu.Saka senyika tikurohwa nema Chinese munyika medu

 

 

 

 

takanyarara? Kwavo tikukwanisa kuvarovawo here or tikurohwa Home and Away?Chinesee vavakuzvinyanya manje

  • Share: