Thursday, May 02

Church Mate Ya Mambo Dhuterere Yoti Musavanzwire Tsitsi Varikurangwa Na Mwari Kushandisa Nzoyo Dzeku Church Kwedu Muzvinhu Zvakaipa Achiita Mari Nekupfeka Drip

Uyu musamunzwire tsitsi uyo..Haasati atanga kurangwa naMwari muchaona zvenyu.Achanyadziswa kwazvo,ndakamuudza kuti Mwari vakakutuma basa rekutsura chakaipa wakaita mbiri nesong yako yaitsura zvakaipa..

 

 

 

 

 

 

Asi wakatanga kupihwa magifts mawatch ausingazive kuti abvepi,hembe dzausingazive kuti dzabvepi.Kusvika now wakasiya zvawakanzi naMwari uite nekuti wakuda kufadza munhu wese.

 

 

 

 

 

Dzokera pawakaimba song iya inonzi Dare guru woterera zvawakaimba nezvawava kuimba iwewe unotowona kuti warasika assignment yako.. Gospel music haisi yekuraramisa mhuri ndeyekuparidzira nyika Mwari anokuraramisa zvakadaro..

 

 

 

 

 

 

But iwewe wakada drip nebeshenge ukarasa Mwari hona manje wakunyura and ukunyura.Masong aDhuterere anotitsuura chihure asi iye achitsotsonya hake ,anywhre munamatireiwo kwahi wabviroita dipiresheni

  • Share: