Zvishavane 24/7
Pleased Forward vabereki vawane mwana wavo
Hanzi ndonzi Delthia Sithole age 13...From Sasula sabhuku madhobhi Mai vake vanonzi Egness mazhangara....hanzi ndakatiza kumba nezuro ndanzi namhamha ndoda kukurova mushure mekunge ndarova mwana wavo mudiki akatiza pakutiza mai vakat ukadzoka pano ndoda
kukuurayaVana vemazuva ano votonetsa kutsiura hazvishamisi kuti zvaanotaura inhema dzoga kutiza basa pamba asiwo kana chiri chokwadi kuti Mai vakati ukadzoka ndokuuraya vakatodza zvokuti ipapo because zvakutyisa kurangwa kwemwana hakuna kumboipa asi kuti marangiro
chete ndoanozosiyana Sometimes South Africa yakanaka ukarova Mwana anekodzero yekukusungisa Mwana haarangwi neshamhu Mwana unogara naye Pasi zvakanaka wotaura naye musina kutsamwa muchiseka but muchimuisa munzira yamunoda Ini vangu handisati ndamborova kungotaura ka 1 nemuromo