Uyu muchinda akatenga brand new car yake ega akatanga kudzidzira kudhiraivha pamota iyoyo. Nanhasi achinayo. Hapana mumwe munhu akamboibata. Inyasha dzakadii idzodzo.Ndakamunza achiti akatengerwa motor nemumwe mutendi
achigara kuBulawayo motor yekutanga .Hanzi Toyota corolla .Achiti ayi paka paWindow .Akaisa zvinhu zvakawanda kuitira matsotsi hanzi security system kupfura alarm.