Freeman Otemwa Pa Stage Nema Cane Vanhu Voti Hatimbumufarira

Ko hanzi makatema 8kg bones nema can nezuroko makazopotsera ma can manga mashaya matombo here😏Zvamanje manje Kepizha ndiye watiri kuda chete,zvema Upcoming artist ana HK ava totema nemaCan

 

Freeman hatichambo mufaaaaarireee

 

 

No havasi hkd vakatemwa bro generator

 

 

 

 

ndorakadzima freeman akabva pa stage vanhu vakatanga kukanda zvinhu bt magetsi pakauya hkd akapinda pa stage akauraya uraya vanhu 😂😂😂

  • Share: