#watch... a group of women caught on camera stealing from a shop along George Silundika.Akanga asina chance vanhu vacho vawandisa pamunhu
1.Murume ane shirt yeblue ne cap ndiye gang leaderA whole shop inomboisirwei munhu 1, ndiye guard ndiye arikuserver maclients how can u expect 1 person to manage all that. Ndozvinoita kana
uchiomera kubhadhara vashandi nowadays nembavha dzazara mumwe ngaaserve mumwe achimonitor zvinhu and vanhu, i dont blame the girl as well on this case many shops nowadays akuisa mushandi neanogara padoor simple