Aburitsa zvaari chaizvo ?kuda kutsvaga kuti titaure zvisirizvo tizonzi tiri insensitive?Greatman Music ndiwe here nhasi uno wakuisira vanhu mapost nekuti wakapiwa mota?? When did u become a politician?? Ndaizviziva kuti ukangoitwa recognized unosvipira
vanhu vese..makarabwa...fadzayi mahere stood for a better tomorrow...une udyire iwe wakadii kuramba mota coz takakuitira go fund?? Why you didn't say please pamota iyi itai mawheelchair?? Nhasi ndiwe here wakutuka vanhu vakuru iwe tongai???.you are just like the rest moderfakasi tongai..Ipapa mota haasi kuida ayida imba ??manje manje
uchanzwa kuti handina pekupakira mota,dai manditsvagirawo panoti pangu xaa but fadzai was right hakeHanzi fadzayi mahere waitirei kuti all disabled should benefit not only few celebrities...kamukono ketsambarafuta you are very greedy