Haa mwana asvinyangwa,maiwe-e zvangu Hurumende ne ZRP ngazvipindire zvanyanya izvi

Mhepo dzasimuka munyika ye Zimbabwe ??????? ?Mukomana uyu arikufarisa kutsvaga jeriThese Ama2k, do they really know the consequences of posting such nonsense on Facebook?

 

 

 

 

Given a scenario that, the boy refused to marry that girl inthe future, who on earth would take that girl, Mothers teach these kids hunhu unofanira kuchengetedzwaUmm haa pakaipa school fees ikuendera mahara apa zamu kunge richaputitswa remwana wevanhu kutadza kuchema hake mwanasikana kuita rekukanyaPlease discipline

 

 

 

 

kuzvikoro uko Hurumende muripiko pindirai hatidi hunhu hwakadai.Uyu mkomana anoda kusungiswa chete mwsna uyu akurwadziwa veduwe apa akuseka hutsinyeDairibord yakabatwa kuti dzviiii ??Haa! mwana asvinyangwa,maiwe-e zvangu.

  • Share: