Guhwa Hanty makaona Ma actors ekwa Mai Titi vakanonoka kuuya nenhau yekuti kwakaitika Hondo pa Rainbow towers .Mai Tit Vs Ma Nigeria.Guhwa ririkuti Mai titi Havana kunge vabhadhara ma return plane tickets
emamwe ma actors vakangokwanisa kubhadharira Mike.saka ma Gogo Chinyere ndivo vakaita drama na Sisi Mai Fifi vakabva vaenda kunokumbira Matarinyika Mari vachichema hatizozive kuti vakawirirana kuti chii nyaya panyaya dzemari.Noise yakaitika yakasimba
zvekuti ane video inbx me because kwanga kune vanhu nezanupf kana pane ane video ndipei kuno....Saka muchazoona Feli achi shambadza basa rekuNyaradzo azvisi zvehu brand ambassador imarii yakakumbira yaarikushandira