Iii rimwe level reutsinye racho zvakaoma kunyange asiri wako??ndarwadziwa ummVarume kana zvekuroora zvaramba ngatitsvagei helper kuitira vana , zvimwe zvese ndezvekufendaIiiiiiii honai muone pamunosiya vana nana baba paye ???Zvakaoma i believe uchizoona munhu akura ava ne bitterness muupenyu
inyaya idzedzi dzekuti munhu unenge wakura uchiona moto. I hope vabereki havasi kunakirwa ne life somwhere havo mwana achirwadziwa kudai. What i like about God ivava vana ndovanozosimudzwa muupenyu na Mwari.