Izvi zvatikandisa mapfumo pasi kugumirwa chaiko Leona wabva Aenda nemwana wake

Izvi zvatikandisa mapfumo pasi kugumirwa chaiko Leona wakabva wangoti ndoenda hangu nemwana ???????

 

Mwana akange anyura mumvura iye akabva ateverawo mumvura imomo. Ndokushaika mai nemwana. Zvakaoma mufunge zvinosuwisa

 

 

 

 

Most mothers would do the same without thinking twice.Moyo wekubereka ndoopaive nemoyo wake dai arimumwe akangosiya but she had a heart of a true loving mom??Ndomagamba awa anofanirwa kuisirwa flag muzasi,vamwe varikubvisa

 

 

 

 

mimba ,vamwe vanoponda vana kurova sevasiri vavo but this woman aka sacrifice life yakeZvandifungisa mwana wekwedu akafirawo.mumvura achitevera mwana anga anyura ndobva amuburitsa iye akafiramo tumvura tushoma.twaivapo mwana akashaikws pabako ipapo zvakaoma.zveupenyu zorora.murugare

  • Share: