Jackie Ngarande Oti Ndakabviswa Kufudza Mombe Kumusha Izvezvi Ndave Mugari We America Aiwa Mwari Akanaka

Mukationa tichifara kuti Mwari vakanaka, tinenge tichiziva zvatakaitirwa nekwatakabva akuna anokuziva,Fanika seni ndakabviswa kuchinzunza nekuchakona kwandaifudza mombe naamai vangu 💔,

 

 

 

 

 

Regai nditi Mwari munondigonera ini nedzinza rangu rese makatirangarira 🙏🙏🙏.

 

 

 

We know hazvishamisire chokwadi asi kwatiri minana.God of Miracles.

 

 

 

 

 

Nyamatsatse Nyeredzi Inoyedzerwa🙏🏾🙏🏾NdiMwari anosimudza marombe kubva muhuruva... NdiMwari vemunana... Zvikashamisa havasi Mwari... I like your humility Jackie... Mwari arambe achikorapafadzai Soko... 🔥🔥🔥🔥

  • Share: