Justice Mabuwa Most Wanted

 

How are you doing ? 

 

Ndokumbirawo mundisirewo pa page penyu pamwe murume uyu angandinyara. I was introduced to this guy Justice Mabuwa Zhou by a friend ndichida kubatsirwa with a certain project since ariye aiziva he came through and I paid for his service in full that was in 2022. Since then we would chat and discuss business pasina problem

Problem yakazotanga akukumbira mari, akakwereta 2 times achidzosa on time pasina kana kubvunzana 

 

 

 

 

 

Then last year February he texted and called achikumbira R5000 achiti anodzosa end of March beginning of April 2023. Semunhu wandisina problem naye ndakamubetsera ndikatomudza mari iyi pane zvakakosha zvainoda kutenga but since arikuda kuitira his citizenship let me help him. Then end of March paaifanira kudzora mari akakumbira imwe R3.5k ndikafunga kuti izvi hazvite because inowandisa so ndakamuti handina. Since then R5000 iya haina kuzodzoka. He responded once achiti haasati atambira akatambira anondipa half which wasn't fair to me since then kana half yacho haina kuuya zvaingonz sent your banking details 

Then from June 2023 ndikafona haadaire ndikafona ne number yaasingazive akangoziva ndini anogadzika phone ndongonzwa achiita nyaya ku background ini haataure neni regarding mari yangu 

 

 

 

 

 

I have texted ndikambonyarara ndichiti maybe ichauya mari still nothing. Anoposta achitoenda out and all that unotoona ma status of him going kuma wine estates and stuff like that zviri expensive but asingade kubhadhara R5000 yangu

For that I want to name and shame him asati avhara vanhu vakawanda 

Thank you

  • Share: