Thursday, May 02

Ketina Sister Debra Masomera Ndipastor Hope Achasunungurawo Mhuri Yavo Iye Oti Ndinonamata Ndinotsanya Ndinochema

Vanhu vemumusha maMasomera vane moyo wakanaka kuri kudzimwe mhuri zvataurwa apa dai kwakudanhwa dare kunzi vakataura vega kuti vana havasi vemumusha muno

 

 

 

 

DNA yakutophonerwa but I think vanhu vekwamasomere vanotonyarawo ne munhuri iyi vangasatofare kuti havasi vedzinza ravoDebra ndiye achasunungura mhuri yavo ..

 

 

 

 

 

Mwari vachapindura zvavo kana nguva yakwanaMai vari busy kutaura zvinyadzi umwe mwana ariwo Pastor nekuside zvinhu zvacho ,nhai vakuwasha vavo nana mukurungai vanotii weduwe

 

 

 

 

Vese vanoda kuita ma socialites, sekuru vakasvika vatove ne page

Doreen ane page 

Pastor ,evangelist vane page 

 

 

 

 

Gogo musalad vakati varikudawo page ravo

Vanoda kupengera vese pa Facebook, who ever akaroya family iyi purizi dai wavaregererawo neku chando nekuchando kwese

  • Share: