Chikumbo chako chinoda rukwesho kkkkkkkkI blame twuma worms twaipindamuzvigunwe mvura yanayaTamba kusvika dzese dzabva Chihera tonoisisa dzimwe....whats funny kwandiri is that 90% of the comments akutaura zviri negative about Lolo's foot vakadzi. Hapana kana one amuudza kunotengeswa dzoka dzacho dzamunofungidzira kuti anofanira kunge anadzo. Zvazvoreva after this analysis is mukutukira munhu zvinhu zvaasingagone kuchinja tinoiti BODY SHAMING. I only saw one if not two comments dzamuti use glycerin wat wat. When are women going to stand with each other. When are you going to stop trolling each other? .This is sad π’Sekuru Gudo ndovanga vari mukomana ega mumhuri umu.Vasikana vakaroorwa vane misha yavo.
Musha handiti ndewemwana mukomana here?So tiri Kuda Kuti vasikana vangadai vakavaka kumusha kwavakabva vovakawo yavo here?At least the ladies were real.Vakachengeta hanzvadzi yavo.And vaenda nayo kumusha ikoko.Reast easy sekuru Gudo
Mama Vee Speaks ππππ
On Thursday Madam Boss called vakati sekuru gudo wanna see you .
Friday before ndabuda mu Zim ndakanovaona ndaka kumbira chero yanga isiri visiting hour . We had a little chat handina kuziva kuti that’s was our last Last seen yedu π.
Rest in peace SekuruMai Jilimbe Rambai mune Moyo wakadaro hope mamwe ma socialites achadzidza Rudo kubva kwamuri .Mukasvika 2000 likes mai Jilimbe ndakusenderai 50 USA yekungotendai nerudo rwenyu.