Kune mukadzi Varaidzo Taderera arikupomerwa mhosva yekuba maBag nemaGroceries kunhamo Kuwadzana

Kune mukadzi arikupomerwa mhosva yekuba maBag nemaGroceries kunhamo yeKuwadzanaHaasi Varaidzo Taderera here ndiye ane mbiri yekufamba achiba kunhamoMukadzi iyeye mutsvuku here .. ndiye futi akandibira kunhamo yaBaba vangu iye nechii fleece chake neshort hair .. saka kana ane mbiri haasungwe seiMkadzi iyeye tikutomutsvagawo akaba 4 mafone ne $200 last year

 

 

 

kwaGutu akatokwirawo mubhazi reNyaradzo vanhu vakangoti ihama sezvo panenge pakawandwa.Aitoita basa nekutosaver chikafu nekusuka kutambira kuside revasikana kwakutorara pakati pavo navowo vaitoti ihama vana.Akazoti vakotsira kwakutora nafone nemari mumabag vanhu kutozozviona kuseni kuti munhu anga

 

 

 

 

akarara apa haasisipo?Pakazara vanhu vanhukadzi vanokurudzirwa kuva nezvima crossbags unongoita zvese unaro kwete mune foni muyedzo yamunenge mapa munhu kumubatisa phoneNdiye akauraya iyeye why kuba chikafu chepa nhamo hakusi kuzvipa munyama here ikoko

  • Share: